Datya (frog in English) imhuka iri pamupanda dzehugarohuviri. Datya rinogara mumvura uye rinogarazve padunhu. Kune dzimwe nzvimbo datya guru rinonzi dzetse rinodyiwa nyama.

Muchimbo, buruvuru kana bururu (tadpole) apa kureva nyungurwa. Mamwe mazita anopiwa anoti, dafi; dawa; matawa; mutawa; jedye, zura kana kuti chura. Mwana wedatya anonzi buruvuru kana zunguzurwa.